Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 24:14 - Shona BIBLE

14 “Budisa mutuki kunze kwemisasa; zvino vose, vakamunzwa, vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake, ungano yose igomutaka namabwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ƃuɗisa mutuki kunze kwemisasa; ɀino ʋose, ʋakamunzwa, ʋanofanira kuisa maʋoko aʋo pamusoro wake, ʋuŋgano yose igomutaka namabge.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Budisa mutuki kunze kwemisasa; zvino vose, vakamunzwa, vanofanira kuisa maoko avo pamusoro wake, ungano yose igomutaka namabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Buritsai akanyomba Mwari uya kunze kwematendhe. Vanhu vose vakamunzwa achishonha Mwari ngavaise maoko avo pamusoro womurume iyeyo, gungano rose ravaIsiraeri ngarimutake namabwe afe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Buritsai akanyomba Mwari uya kunze kwematendhe. Vanhu vose vakamunzwa achishonha Mwari ngavaise maoko avo pamusoro womurume iyeyo, gungano rose ravaIsiraeri ngarimutake namabwe afe.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 24:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy