Mupiro 23:5 - Shona BIBLE5 Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nomŋedzi wokutaŋga, nezuʋa regumi namanna romŋedzi, maɗekwana, ipaseka raJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Zuva rechigumi nemana romwedzi wokutanga zuva rodoka, ndiro zuva rePasika yaTenzi. Viz kapitola |