Mupiro 23:34 - Shona BIBLE34 “Taura navana VaIsiraeri uti, ‘Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Nezuʋa regumi namashanu romŋedzi uyu wecinomŋe Jehova unofanira kuitirwa mutambo wamatumba mazuʋa manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Taura navana vaIsiraeri uti, ‘Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kubvira pazuva rechigumi namashanu romwedzi wechinomwe chengetai mazuva makuru amatumba okupemberera Tenzi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kubvira pazuva rechigumi namashanu romwedzi wechinomwe chengetai mazuva makuru amatumba okupemberera Tenzi.’ Viz kapitola |