Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 23:16 - Shona BIBLE

16 Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu kusvikira pamusi unotevera Sabata rechinomwe; ipapo munofanira kupa Jehovha chipiriso chitsva choupfu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Munofanira kuʋereŋga mazuʋa makumi mashanu kuȿikira pamusi unoteʋera saɓata recinomŋe; ipapo munofanira kupa Jehova cipiriso citȿa coʋupfu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu kusvikira pamusi unotevera Sabata rechinomwe; ipapo munofanira kupa Jehovha chipiriso chitsva choupfu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana kwapera maSabata manomwe, zuva ramangwana racho rinobva rakwanisa mazuva makumi mashanu ipapo pirai Tenzi mumwe mupiro wembesanwa itsva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kana kwapera maSabata manomwe, zuva ramangwana racho rinobva rakwanisa mazuva makumi mashanu ipapo pirai Tenzi mumwe mupiro wembesanwa itsva.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 23:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy