Mupiro 23:15 - Shona BIBLE15 “Zvino munofanira kuverenga kubva pamusi unotevera Sabata, kubva pamusi wamakuya nawo nechisote chinozunguzirwa, maSabata manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino munofanira kuʋereŋga kubva pamusi unoteʋera saɓata, kubva pamusi wamakaʋuya nawo necisote cinozuŋguzirwa, masaɓata manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino munofanira kuverenga kubva pamusi unotevera Sabata, kubva pamusi wamakuya nawo nechisote chinozunguzirwa, maSabata manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Kubvira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe pamunounza chisumbu chembesanwa chinosimudzirwa chichipirwa verengai mavhiki manomwe azere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Kubvira pazuva rinotevera Sabata rechinomwe pamunounza chisumbu chembesanwa chinosimudzirwa chichipirwa verengai mavhiki manomwe azere. Viz kapitola |