Mupiro 23:13 - Shona BIBLE13 Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Necipiriso caco coʋupfu cinofanira kuʋa ceɀegumi ɀiʋiri ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova cinonhuwira ɀakanaka; necipiriso caco cinoɗururwa cinofanira kuʋa cewaini cecinna cehini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Toraiwo makirogiramu maviri eupfu muhukanye namafuta eorivhi mupire kuna Tenzi mupiro unoita zvokupiswa nomoto, unonhuhwirira zvinofadza, pamwechete nawo pirai mupiro wezvokunwa wewaini inokwana rita rimwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Toraiwo makirogiramu maviri eupfu muhukanye namafuta eorivhi mupire kuna Tenzi mupiro unoita zvokupiswa nomoto, unonhuhwirira zvinofadza, pamwechete nawo pirai mupiro wezvokunwa wewaini inokwana rita rimwechete. Viz kapitola |