Mupiro 22:8 - Shona BIBLE8 Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurayiwa nezvikara, achisvibisa nacho; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ŋgaarege kudya cinhu cakafa coga, kana cakaʋurawa neɀikara, kuti aɀiȿiɓise naɀo; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ngaarege kudya chinhu chakafa choga, kana chakaurawa nezvikara, kuti azvisvibise nazvo; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ngaarege kudya chinhu chinofa choga kana chinorumwa haafaniri kudya, achizvin'oresa nacho. Ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitola |