Mupiro 22:6 - Shona BIBLE6 Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava asina kunaka kusvikira usiku; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unoɓata cinhu cipi necipi cakaɗai, ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; haafaniri kudya ɀinhu ɀitȿene asati ashambidza muʋiri wake nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Munhu unobata chinhu chipi nechipi chakadai, uchava usina kunaka kusvikira madeko; haafaniri kudya zvinhu zvitsvene asati ashambidza muviri wake nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 munhu anobata zvinhu zvakadaro, achava munhu akan'ora kusvikira zuva radoka. Haafaniri kudya zvinhu zvinoera asi kutoti ashamba muviri. Viz kapitola |