Mupiro 22:12 - Shona BIBLE12 Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana mŋanasikana womuprista akawanikwa nomŋeni, ŋgaarege kudya cipiriso cinotsaurwa ceɀinhu ɀitȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana mwanasikana womupristi akawanikwa nomweni, ngaarege kudya chipiriso chinotsaurwa chezvinhu zvitsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana mwanasikana womupristi akaroorwa nomutorwa haazobvumirwi kudya zvinhu zvemupiro inoera. Viz kapitola |