Mupiro 20:6 - Shona BIBLE6 “Kana munhu achienda kumasvikiro navauki achifambidzana navo, ndichafuratidza chiso changu kubva kwaari, ndimubvise pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unotsaukira kumaȿikiro naʋaʋuki kuʋateʋera pakupata, ndicanaŋanidza munhu uyo, ndimubvise pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Munhu unotsaukira kumasvikiro navavuki kuvatevera pakupata, ndichananaidza munhu uyo, ndimubvise pakati porudzi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana munhu akaenda kundobvunza vanosvikirwa kana vanoshopera achiita senzenza kuvateveredza, ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Kana munhu akaenda kundobvunza vanosvikirwa kana vanoshopera achiita senzenza kuvateveredza, ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake. Viz kapitola |