Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 20:3 - Shona BIBLE

3 Neniwo ndichafuratidza chiso changu kumunhu uyo, ndichamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki vamwe pakati pavana vake, kuti asvibise imba yangu tsvene, nokumhura zita rangu dzvene.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Neni ʋo ndicanaŋanidza munhu uyo, ndicamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki ʋamŋe pakati paʋana ʋake, kuti aȿiɓise imba yaŋgu tȿene, nokumhura zita raŋgu dɀene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Neniwo ndichananaidza munhu uyo, ndichamubvisa pakati porudzi rwake; nokuti wakapa Moreki vamwe pakati pavana vake, kuti asvibise imba yangu tsvene, nokumhura zita rangu dzvene.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake nokuti akapira mwana wake kuna Moreki akan'oresa nzvimbo yangu inoera, akashonhawo zita rangu rinoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake nokuti akapira mwana wake kuna Moreki akan'oresa nzvimbo yangu inoera, akashonhawo zita rangu rinoera.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 20:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy