Mupiro 20:24 - Shona BIBLE24 Asi ndakakuudzai imi, ndikati, ‘Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi ndakakuʋudzai imi, ndikati: Mucagara nhaka yenyika yaʋo, ndicakupai iyo iʋe yenyu; inyika inoyerera mukaka noʋuci; ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Asi ndakakuudzai imi, ndikati, ‘Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’ Viz kapitola |