Mupiro 20:21 - Shona BIBLE21 Kana munhu akatora mukadzi womun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura mun'una wake; vachashaiwa vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana munhu akatora mukadzi womunuŋuna wake, cinhu cinetȿina; wafukura munuŋuna wake; ʋacashaiwa ʋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Kana munhu akatora mukadzi womun'una wake, chinhu chine tsvina; wafukura mun'una wake; vachashaiwa vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kana murume akatorana nomukadzi womukoma kana womunun'una wake atoita chinhu chakan'ora, ashora mukoma kana munun'una wake, vachashaya mbereko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kana murume akatorana nomukadzi womukoma kana womunun'una wake atoita chinhu chakan'ora, ashora mukoma kana munun'una wake, vachashaya mbereko. Viz kapitola |