Mupiro 20:2 - Shona BIBLE2 “Uyezve, uti kuvana VaIsiraeri, ‘Ani naani pakati pavana VaIsiraeri, kana pavatorwa vagere pakati paVaIsiraeri, unopa Moreki vana vake, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa; vanhu venyika vanofanira kumutaka namabwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋuye ɀe, uti kuʋana ʋaIsraeri: Aninani pakati paʋana ʋaIsraeri, kana paʋatorwa ʋagere pakati paʋaIsraeri, unopa Moreki ʋana ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; ʋanhu ʋenyika ʋanofanira kumutaka namabge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Uyezve, uti kuvana vaIsiraeri, ‘Ani naani pakati pavanava vaIsiraeri, kana pavatorwa vagere pakati pavaIsiraeri, unopa Moreki vana vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa; vanhu venyika vanofanira kumutaka namabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Ani naani wenyu muIsiraeri kana mutorwa agere nemi muIsiraeri anenge apira mwana wake kuna Moreki, ngaaurayiwe. Vanhu venyika iyoyo ngavamuteme namabwe afe. Viz kapitola |