Mupiro 20:12 - Shona BIBLE12 Kana munhu akavata nomukadzi womwanakomana wake, zvirokwazvo vose vari vaviri vanofanira kuurayiwa; vakaita zvinonyangadza kwazvo; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana munhu akaʋata nomukadzi womŋanakomana wake, ɀirokwaɀo ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanofanira kuʋurawa; ʋakaita ɀinoyaŋgadza kwaɀo; mhoȿa yeropa raʋo icaʋa pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana munhu akavata nomukadzi womwanakomana wake, zvirokwazvo vose vari vaviri vanofanira kuurawa; vakaita zvinonyangadza kwazvo; mhosva yeropa ravo ichava pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Murume anotorana nomuroora wake, vose zvavo vari vaviri, vanofanira kuti vatouraiwa nokuti vaita makunakuna. Rufu rwavo nderwekuzviparira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Murume anotorana nomuroora wake, vose zvavo vari vaviri, vanofanira kuti vatouraiwa nokuti vaita makunakuna. Rufu rwavo nderwekuzviparira. Viz kapitola |