Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 2:11 - Shona BIBLE

11 Chipiriso chipi nechipi choupfu chamunouya nacho kuna Jehovha ngachirege kuitwa nembiriso, nokuti hamufaniri kupisira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto chine mbiriso kana uchi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Cipiriso cipi necipi coʋupfu camunoʋuya naco kunaJehova ŋgacirege kuitwa nembiriso, nokuti hamufaniri kupisira Jehova cipiriso cinoitwa nomŋoto cinembiriso kana ʋuci.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Chipiriso chipi nechipi choupfu chamunouya nacho kuna Jehovha ngachirege kuitwa nembiriso, nokuti hamufaniri kupisira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto chine mbiriso kana uchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ngakurege zvako kuva nomupiro wembesanwa waunounza kuna Tenzi uine mbiriso nokuti haufanire kupira kuna Tenzi mbiriso kana uchi zvahwo somupiro unoitwa zvokupisa kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ngakurege zvako kuva nomupiro wembesanwa waunounza kuna Tenzi uine mbiriso nokuti haufanire kupira kuna Tenzi mbiriso kana uchi zvahwo somupiro unoitwa zvokupisa kuna Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 2:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy