Mupiro 19:7 - Shona BIBLE7 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana cikatoŋgodyiwa nezuʋa retatu, ɀinonyaŋgadza; hacigamucirwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Kana chikatongodyiwa nezuva retatu, zvinonyangadza; hachigamuchirwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana chikazodyiwa pazuva retatu kunenge kwava kuita chinhu chakaipa kwazvo, hachizogamuchirwa. Viz kapitola |