Mupiro 19:26 - Shona BIBLE26 Musadya chinhu chine ropa racho; musaita mazango, kana kutenda mashura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Musadya cinhu cineropa raco; musaita mazaŋgo, kana kutenda mashura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Musadya chinhu chine ropa racho; musaita mazango, kana kutenda mashura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Musadye nyama isina kusinzwa. Musaite un'anga hwokududzira mashura kana kubvunza anosvikirwa. Viz kapitola |