Mupiro 19:16 - Shona BIBLE16 Usafamba–famba pakati pavanhu vokwako, uchivachera; usapupurira ropa rowokwako; ndini Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Usafamba‐famba pakati paʋanhu ʋokwako, uciʋacera; usapupurira ropa rowokwako; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Usafamba-famba pakati pavanhu vokwako, uchivachera; usapupurira ropa rowokwako; ndini Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Usafambe-fambe uchiita makuhwa pakati pevekwako. Usapupurire mumwe zvenhema kuti aurayiwe, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Usafambe-fambe uchiita makuhwa pakati pevekwako. Usapupurire mumwe zvenhema kuti aurayiwe, ndini Tenzi ndinodaro. Viz kapitola |