Mupiro 11:6 - Shona BIBLE6 “ ‘Netsuro, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 netsuro, nokuti inodzeya, asi hainamahwanda akaparadzana; inofanira kuʋa cinhu cisina‐kunaka kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “ ‘Netsuro, nokuti inodzeya, asi haina mahwanda akaparadzana; inofanira kuva chinhu chisina kunaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 netsuro, kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 netsuro, kunyange zvayo ichizeya haina tsimba rakapararana, yakan'ora kwamuri, Viz kapitola |