Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:25 - Shona BIBLE

25 Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira usiku.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Aninani wakatakura citunha caɀo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Ani naani wakatakura chitunha chazvo, anofanira kusuka nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Ani naani zvake anenge atakura kai zvako kechitunha chazvo ngaasuke hanzu dzake; achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy