Mupiro 11:23 - Shona BIBLE23 Asi zvose zvina mapapiro zvichikambaira, zvina makumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀinamakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Asi zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvinamakumbo mana, zvinofanira kuva zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi tumwewo tupukanana twose tunenge tuchingova namakumbo mana chete twakan'ora kwamuri. Viz kapitola |