Mupiro 11:21 - Shona BIBLE21 Asi izvi mungadya pakati pezvose zvina mapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinamakumbo pamusoro petsoka dzazvo azvinokwakuka nawo panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iɀi muŋgadya pakati peɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinamakumbo pamsoro petsoka dzaɀo aɀinokwakuka nawo panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi izvi mungadya pakati pezvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinamakumbo pamusoro petsoka dzazvo azvinokwakuka nawo panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi tunhu twose tunobhururuka tuine makumbo mana tune mamwe makumbo eshure okusvetukisa idyai zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi tunhu twose tunobhururuka tuine makumbo mana tune mamwe makumbo eshure okusvetukisa idyai zvenyu. Viz kapitola |