Mupiro 10:20 - Shona BIBLE20 Mosesi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mosesi wakati acinzwa iɀoɀo, akatenda naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mosesi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akazvinzwa akagutsikana nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akazvinzwa akagutsikana nazvo. Viz kapitola |