Mupiro 10:17 - Shona BIBLE17 “Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Makaregerei kudyira cipiriso ceɀiʋi panɀimbo tȿene, ɀaciri citȿene kwaɀo, ʋuye nokuti wakakupai ico, kuti mubvise kutadza kweʋuŋgano, muʋayananisire pamberi paJehova? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Makaregerei kudyira chipiriso chezvivi panzvimbo tsvene, zvachiri chitsvene kwazvo, uye nokuti wakakupai icho, kuti mubvise kutadza kweungano, muvayananisire pamberi paJehovha? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Seiko musina kudyira mupiro wokupfupira zvitadzo panzvimbo inoera? Inga iwoyu mupiro unoera kwazvo. Handiti makaupirwa kuti mubvise zvakaipa zvegungano irori muchizvipfupira pana Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Seiko musina kudyira mupiro wokupfupira zvitadzo panzvimbo inoera? Inga iwoyu mupiro unoera kwazvo. Handiti makaupirwa kuti mubvise zvakaipa zvegungano irori muchizvipfupira pana Tenzi. Viz kapitola |