Mupiro 10:16 - Shona BIBLE16 Zvino Mosesi wakanatsotsvaka mbudzi yechipiriso chezvivi, akawana kuti yapiswa, akatsamwira Ereazari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Mosesi wakanatso‐tȿaka mbudzi yecipiriso ceɀiʋi, akawana kuti yapiswa, akatsamŋira Ereazari naItamari, ʋanakomana ʋaAroni ʋakaŋga ʋasara, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Mosesi wakanatsotsvaka mbudzi yechipiriso chezvivi, akawana kuti yapiswa, akatsamwira Ereazari naItamari, vanakomana vaAroni vakanga vasara, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mosesi akafeya-feya nezvembudzi yomupiro wokupfupira zvitadzo, wanei kuti yakanga yatopiswa kare, akabva ashatirirwa Ereaza naItamaru akati, Viz kapitola |