Mupiro 10:12 - Shona BIBLE12 Zvino Mosesi wakataura naAroni naEreazari naItamari, vanakomana vake vakanga vasara, akati, “Torai chipiriso choupfu chakasara pazvipiriso zvakapisirwa Jehovha nomoto, muzvidyire kurutivi rweatari zvisina mbiriso, nokuti zvitsvene kwazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Mosesi wakataura naAroni naEreazari naItamari, ʋanakomana ʋake ʋakaŋga ʋasara, akati: Torai cipiriso coʋupfu cakasara paɀipiriso ɀakapisirwa Jehova nomŋoto, muɀidyire kurutiʋi rweartari ɀisinembiriso, nokuti ɀitȿene kwaɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Mosesi wakataura naAroni naEreazari naItamari, vanakomana vake vakanga vasara, akati, “Torai chipiriso choupfu chakasara pazvipiriso zvakapisirwa Jehovha nomoto, muzvidyire kurutivi rweatari zvisina mbiriso, nokuti zvitsvene kwazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akataurira Aroni navanakomana vake vaviri vakanga vasara vainzi Ereaza naItamaru achiti, “Torai zvokudya zvomupiro wembesanwa zvinenge zvasara pamupiro unoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, muzvidyire pedyo neatari zvisina mbiriso nokuti zvinoera kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akataurira Aroni navanakomana vake vaviri vakanga vasara vainzi Ereaza naItamaru achiti, “Torai zvokudya zvomupiro wembesanwa zvinenge zvasara pamupiro unoita zvokupiswa nomoto kuna Tenzi, muzvidyire pedyo neatari zvisina mbiriso nokuti zvinoera kwazvo. Viz kapitola |