Mupiro 1:16 - Shona BIBLE16 zvino anofanira kutora chihururu chayo neminhenga yayo, ndokuzvirasa kurutivi rweatari kumabudazuva kunoraswa madota. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ɀino unofanira kutora cihururu cayo neminheŋga yayo, ndokuɀirasha kurutiʋi rweartari kumaɓuɗazuʋa kunorashwa maɗota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 zvino anofanira kutora chihururu chayo neminhenga yayo, ndokuzvirasa kurutivi rweatari kumabudazuva kunoraswa madota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ngaabvise chihururu neminhenga yayo azvirasire panorasirwa dota kumabvazuva kweatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ngaabvise chihururu neminhenga yayo azvirasire panorasirwa dota kumabvazuva kweatari. Viz kapitola |