Mupiro 1:14 - Shona BIBLE14 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana cipo cake kunaJehova ciri cipiriso cinopiswa ceshiri, ŋgaaʋigire ciɓayiro cake cenjiʋa, kana twana twenjiʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku. Viz kapitola |