Muparidzi 1:8 - Shona BIBLE8 Zvinhu zvose zvizere nokuneta; hakuna munhu angazvitaura; ziso hariguti nokuona, nzeve haizari nokunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀinhu ɀose ɀizere nokuneta; hakunomunhu uŋgaɀitaura; ziso hariguti nokuʋona, nzeʋe haizari nokunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvinhu zvose zvizere nokuneta; hakuna munhu angazvitaura; ziso hariguti nokuona, nzeve haizari nokunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvinhu zvose zvinofinha, hapana angagone kuzvitaura. Ziso hariguti kuona kana nzevewo haiguti kunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvinhu zvose zvinofinha, hapana angagone kuzvitaura. Ziso hariguti kuona kana nzevewo haiguti kunzwa. Viz kapitola |