Muparidzi 1:17 - Shona BIBLE17 Asi ndakati ndichirwadza mwoyo wangu kuti ndizive uchenjeri nezivo, noupengo noupenzi, ndikaona kuti naizvozvowo ndiko kudzingana nemhepo bedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi ndakati ndicirwadza mŋoyo waŋgu kuti ndiziʋe ʋucenjeri neziʋo, noʋupeŋgo noʋupenzi, ndikaʋona kuti naiɀoɀo ʋo ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi ndakati ndichirwadza mwoyo wangu kuti ndizive uchenjeri nezivo, noupengo noupenzi, ndikaona kuti naizvozvowo ndiko kudzingana nemhepo bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndakazvipira kwazvo kuti ndizive kuti chinonzi ungwaru chii uyewo kuti chinonzi upenzi chii. Ndakaonawo ikoku kuri kungodzingirirana zvako nemhepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndakazvipira kwazvo kuti ndizive kuti chinonzi ungwaru chii uyewo kuti chinonzi upenzi chii. Ndakaonawo ikoku kuri kungodzingirirana zvako nemhepo. Viz kapitola |