Muparidzi 1:14 - Shona BIBLE14 Ndakaona mabasa ose anoitwa pasi pezuva; tarirai, zvose hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndakaʋona maɓasa ose anoitwa pasi pezuʋa; tarirai, ɀose haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ndakaona mabasa ose anoitwa pasi pezuva; tarirai, zvose hazvina maturo, ndiko kudzingana nemhepo bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndakatarisa mabasa ose anoitwa pasi pezuva ndikaona zvangu kuti zvose hazvinzwisisiki uye kuti kunongova kudzingirirana nemhepo zvako. Viz kapitola |