Muparidzi 1:13 - Shona BIBLE13 Ndikarwadza mwoyo wangu kutsvaka nokunzvera nouchenjeri zvose zvinoitwa pasi pedenga; ibasa rinotambudza rakapiwa vanakomana vavanhu vaMwari, kuti vazvitambudze naro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikarwadza mŋoyo waŋgu kutȿaka nokunɀera noʋucenjeri ɀose ɀinoitwa pasi peɗeŋga; iɓasa rinotambudza rakapiwa ʋanakomana ʋaʋanhu naMŋari, kuti ʋaɀitambudze naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikarwadza mwoyo wangu kutsvaka nokunzvera nouchenjeri zvose zvinoitwa pasi pedenga; ibasa rinotambudza rakapiwa vanakomana vavanhu vaMwari, kuti vazvitambudze naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakazvipira kunyatsotsvaga nokuongorora noungwaru zvose zvinoitika pasi pedenga. Aiwaiwa! Mutoro wacho wakapiwa vanhu naMwari kuti vatakure haufadzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakazvipira kunyatsotsvaga nokuongorora noungwaru zvose zvinoitika pasi pedenga. Aiwaiwa! Mutoro wacho wakapiwa vanhu naMwari kuti vatakure haufadzi. Viz kapitola |