Mika 7:3 - Shona BIBLE3 Maoko avo anongotsvaka zvakaipa kuti vazviite nomwoyo wose; machinda anokumbira, vatongi vanovinga mubairo; mukuru anotaura zvakashata zviri mumwoyo make; vanozviruka pamwechete saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Maʋoko aʋo anoŋgotȿaka ɀakaipa kuti ʋaɀiite nomŋoyo wose; macinda anokumbira, ʋatoŋgi ʋanoʋiŋga muɓairo; mukuru unotaura ɀakashata ɀiri mumŋoyo make; ʋanoɀiruka pamŋe cere saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Maoko avo anongotsvaka zvakaipa kuti vazviite nomwoyo wose; machinda anokumbira, vatongi vanovinga mubayiro; mukuru anotaura zvakashata zviri mumwoyo make; vanozviruka pamwe chere saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Uipi ndohwavana maoko nahwo, ishasha chaidzo pakuhuita, gurukota nomutongi vose vanoda pfumbamuromo, mukuru mukuru chaiye anototaura zvake zvakaipa zviri mumwoyo make vobva vatoiruka nyaya yacho pamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Uipi ndohwavana maoko nahwo, ishasha chaidzo pakuhuita, gurukota nomutongi vose vanoda pfumbamuromo, mukuru mukuru chaiye anototaura zvake zvakaipa zviri mumwoyo make vobva vatoiruka nyaya yacho pamwechete. Viz kapitola |