Online Bible

- Reklamy -

Mika 7:14 - Shona BIBLE

14 “Fudzai vanhu venyu netsvimbo yenyu, iwo makwai ari nhaka yenyu, anogara ari oga mudondo pakati peKarimeri; ngaachere paBhashani neGireadhi, sapamazuva akare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Fudzai ʋanhu ʋenyu netȿimbo yenyu, iwo makwai ari nhaka yenyu, anogara ari oga muɗondo pakati peKarmeri; ŋgaacere paBashani neGireadi, sapamazuʋa akare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Fudzai vanhu venyu netsvimbo yenyu, iwo makwai ari nhaka yenyu, anogara ari oga mudondo pakati peKarimeri; ngaachere paBhashani neGireadhi, sapamazuva akare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Fudzai vanhu venyu nomudonzo wenyu, danga renyu renhaka vava kungogara zvavo voga musango mukati menyika yamapindu. Varegei vandofura zvavo muBhashani nomuGireadhi sapamazuva apasichigare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Fudzai vanhu venyu nomudonzo wenyu, danga renyu renhaka vava kungogara zvavo voga musango mukati menyika yamapindu. Varegei vandofura zvavo muBhashani nomuGireadhi sapamazuva apasichigare.

Viz kapitola kopírovat

Mika 7:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy