Mika 7:10 - Shona BIBLE10 Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, ‘Jehovha Mwari wako aripiko?’ Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo muʋeŋgi waŋgu ucaɀiʋona, kunyara kucafukidza iye unoti kwandiri: Jehova Mŋari wako uripiko? Meso aŋgu acamuʋona; ɀino ucatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, ‘Jehovha Mwari wako aripiko?’ Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ipapo vavengi vangu vachazviona, nyika igobatwa nenyadzi, nyika yaimbonditi, “Ko Tenzi, Mwari wako aripiko?” Ndichanyatsoitarisa nyika iyoyo izvozvo ichitsokodzerwa pasi samatope munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ipapo vavengi vangu vachazviona, nyika igobatwa nenyadzi, nyika yaimbonditi, “Ko Tenzi, Mwari wako aripiko?” Ndichanyatsoitarisa nyika iyoyo izvozvo ichitsokodzerwa pasi samatope munzira. Viz kapitola |