Mika 4:9 - Shona BIBLE9 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, chipangamazano wenyu aparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosununguka? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino munoɗanidzireiko? Hakunamambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, ɀamaɓatwa nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino munodanidzireiko? Hakuna mambo pakati penyu here, gota renyu raparara here, zvamabatwa nokurwadziwa sokwomukadzi anosurumuka? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino chii chaizvo chaunobongomorera kudai? Asi mauri hamuna mambo here? Jinda rako raparara here kubva warwadzwa kudai somukadzi arwadziwa napamuviri? Viz kapitola |