Mika 4:1 - Shona BIBLE1 “Asi namazuva okupedzisira gomo reimba yaJehovha richagadzwa pamisoro yamakomo, richakwiridzwa kumusoro kwezvikomo; marudzi avanhu achamhanyira kwariri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Asi namazuʋa okupedzisira gomo reimba yaJehova ricagadzwa pamisoro yamakomo, ricakwiridzwa kumsoro kweɀikomo; marudzi aʋanhu acamhanyira kwariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 “Asi namazuva okupedzisira gomo reimba yaJehovha richagadzwa pamisoro yamakomo, richakwiridzwa kumusoro kwezvikomo; marudzi avanhu achamhanyira kwariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva achauya zvichaitika kuti gomo reTemberi yaTenzi richaitwa kuti rive gomo rakarebesesa kupfuura makomo ose zvawo. Marudzi avanhu achakurumukira kuenda kwariri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva achauya zvichaitika kuti gomo reTemberi yaTenzi richaitwa kuti rive gomo rakarebesesa kupfuura makomo ose zvawo. Marudzi avanhu achakurumukira kuenda kwariri, Viz kapitola |