Mika 2:5 - Shona BIBLE5 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira tambo yokuyera nhaka yako paungano yaJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Viz kapitola |