Mika 2:4 - Shona BIBLE4 Nezuva iro vachataura mufananidzo pamusoro penyu, nokuchema nokuchema kwokurira, vachiti, ‘Takaparadzwa chose, iye unopa vamwe mugove wavanhu vangu, aiwa wanditorera ini sei! Minda yedu anoigovera vanomumukira.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nezuʋa iro ʋacataura mufananidzo pamsoro penyu, nokucema nokucema kwokurira, ʋaciti: Takaparadzwa cose, iye unopa ʋamŋe mugoʋe waʋanhu ʋaŋgu, haiwa wanditorera ini sei! Minda yeɗu unoigoʋera ʋanomumukira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nezuva iro vachataura mufananidzo pamusoro penyu, nokuchema nokuchema kwokurira, vachiti, ‘Takaparadzwa chose, iye unopa vamwe mugove wavanhu vangu, aiwa wanditorera ini sei! Minda yedu anoigovera vanomumukira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Munguva iyoyo kuchaimbwa rumbo rwokukusekai imi muchihwihwidza kuchema muchiungudza zvinosiririsa muchiti: ‘Tanyatsoparara isu, nhaka yevokwangu, yasandurwa, ndikaitorerwa. Minda yokwedu yagoverwa zvayo kuvanhu vakatipamba.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Munguva iyoyo kuchaimbwa rumbo rwokukusekai imi muchihwihwidza kuchema muchiungudza zvinosiririsa muchiti: ‘Tanyatsoparara isu, nhaka yevokwangu, yasandurwa, ndikaitorerwa. Minda yokwedu yagoverwa zvayo kuvanhu vakatipamba.’ ” Viz kapitola |