Mika 2:3 - Shona BIBLE3 Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, ndinofungira rudzi urwu zvakaipa, hamungagoni kubvisa mitsipa yenyu pazvivi, hamungafambi namanyawi, nokuti inguva yakaipa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, ndinofuŋgira rudzi urwu ɀakaipa, hamuŋgagoni kubvisa mitsipa yenyu paɀiri, hamuŋgafambi namanyawi, nokuti iŋguʋa yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Tarirai, ndinofungira rudzi urwu zvakaipa, hamungagoni kubvisa mitsipa yenyu pazvivi, hamungafambi namanyawi, nokuti inguva yakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Naizvozvo Tenzi anoti, “Chinzwai ini ndava kurongera mhuri iyoyi zvinhu zvakaipa zvamusingagoni kuzvitakanura pamutsipa. Zvokufamba muchizvikudza zvichakupererai nokuti inenge yava nguva yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Naizvozvo Tenzi anoti, “Chinzwai ini ndava kurongera mhuri iyoyi zvinhu zvakaipa zvamusingagoni kuzvitakanura pamutsipa. Zvokufamba muchizvikudza zvichakupererai nokuti inenge yava nguva yakaipa. Viz kapitola |