Mika 2:13 - Shona BIBLE13 Mupatsanuri wakavatungamirira; vakapatsanura, vakapfuurira kusuwo, vakabuda napo; mambo wavo wakavatungamirira, Jehovha ari pamberi pavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mupasanuri wakaʋatuŋgamirira; ʋakapasanura, ʋakapfuʋurira kusuʋo, ʋakaɓuɗa na’po; mambo waʋo wakaʋatuŋgamirira, Jehova ari pamberi paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Mupasanuri wakavatungamirira; vakapasanura, vakapfuurira kusuo, vakabuda napo; mambo wavo wakavatungamirira, Jehovha ari pamberi pavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye achavavhurira nzira, ndiye achavatungamirira vachityora napasuo guru vobuda napo. Mambo wavo, Tenzi ndiye achavatungamirira ari mberi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye achavavhurira nzira, ndiye achavatungamirira vachityora napasuo guru vobuda napo. Mambo wavo, Tenzi ndiye achavatungamirira ari mberi.” Viz kapitola |