Online Bible

- Reklamy -

Mika 1:13 - Shona BIBLE

13 Iwe ugere Rakishi, sunga mabhiza pangoro; ndiro rakatanga kuisa mukunda weZioni pazvivi, nokuti kudarika kwaIsiraeri kwakawanikwa mauri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iwe ugere Rakishi, suŋga mabiza paŋgoro; ndiro rakataŋga kuisa mukunda weZioni paɀiʋi, nokuti kuɗarika kwaIsraeri kwakawanikwa mauri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Iwe ugere Rakishi, sunga mabhiza pangoro; ndiro rakatanga kuisa mukunda weZioni pazvivi, nokuti kudarika kwaIsiraeri kwakawanikwa mauri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Imi vagari vokuRakishi bopai mikono yamabhiza pangoro dzehondo. Ndimi vakava vokutanga kupara chitadzo cheguta reJerusaremu nokuti makaitawo zvitadzo zvevokwaIsiraeri muguta reRakishi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Imi vagari vokuRakishi bopai mikono yamabhiza pangoro dzehondo. Ndimi vakava vokutanga kupara chitadzo cheguta reJerusaremu nokuti makaitawo zvitadzo zvevokwaIsiraeri muguta reRakishi.

Viz kapitola kopírovat

Mika 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy