Mateo 9:30 - Shona BIBLE30 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Meso aʋo akaȿinudzwa. Jesu akaʋaraira ɀikuru, akati: Cenjerai kuti ɀirege kuzikanwa nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Meso avo akasvinudzwa. Jesu akavaraira zvikuru, akati, “Chenjerai kuti zvirege kuzikanwa nomunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Jesu akavakohomedza achiti, “Ngwarirai kuti pasave nomunhu anozviziva.” Viz kapitola |