Mateo 9:24 - Shona BIBLE24 akati kwavari, “Ibvai, nokuti musikana haana kufa, asi avete.” Vakamuseka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 akati kwaʋari: Ibvai, nokuti musikana haana‐kufa, asi uʋete. Ʋakamuseka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 akati kwavari, “Ibvai, nokuti musikana haana kufa, asi avete.” Vakamuseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Iye akati, “Budai nokuti musikana haana kufa, akakotsira.” Vakamuseka. Viz kapitola |