Mateo 9:22 - Shona BIBLE22 Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi Jesu wakatendeʋuka, akamuʋona, akati: Mukunda, tsuŋga mŋoyo, kutenda kwako kwakuponesa. Mukadzi akaponeswa kubva paŋguʋa iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi Jesu akatendeuka, akamuona, akati, “Mukunda, tsunga mwoyo, kutenda kwako kwakuponesa.” Mukadzi akaponeswa kubva panguva iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akatendeuka akamuona akati, “Tsunga mwoyo mukunda, chitendero chako chakuponesa.” Viz kapitola |