Mateo 8:18 - Shona BIBLE18 Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jesu, wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji ʋakamukomba, akaraira kuti ʋayambukire mhiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Jesu, akati achiona vanhu vazhinji vakamukomba, akaraira kuti vayambukire mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu, paakaona gungano guru ravanhu vakanga vamuunganira akati, ngatiyambukei mhiri. Viz kapitola |