Mateo 7:9 - Shona BIBLE9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mŋanakomana wake akakumbira ciŋgwa, uŋgamupa ibge? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. Viz kapitola |