Mateo 6:31 - Shona BIBLE31 “Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ Kana, ‘Tichanweyi?’ Kana, ‘Tichapfekeiko?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo musafuŋganya muciti: Ticadyei? Kana: Ticanwei? Kana: Ticafukeiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo musafunganya muchiti, ‘Tichadyei?’ Kana, ‘Tichanweyi?’ Kana, ‘Tichapfekeiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saka musazvidye mwoyo muchiti tichadyei kana kuti tichanwei kana kuti tichapfekei. Viz kapitola |