Mateo 6:29 - Shona BIBLE29 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyangwe naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyaŋge naSoromoni pakubginya kwake kwose, haana‐kushoŋgedzwa serimŋe rawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 asi ndinoti kwamuri, kuti kunyange naSoromoni pakubwinya kwake kwose, haana kushongedzwa serimwe rawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Asi ndinoti kwamuri kunyange Soromoni pachake nembiri yake yose iya, akanga asina kushongedzwa serimwe raiwaya. Viz kapitola |